Zvanzi naJehovha:
“Nemhaka yezvivi zvitatu zvaJudha,
kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu.
Nokuti vakaramba murayiro waJehovha
uye havana kuchengeta mitemo yake,
nokuti vakatsauswa mukurasika navamwari venhema,
vamwari vakateverwa namadzitateguru avo