Ipapo Farao akaɗana ʋo ʋakacenjera naʋaroyi; naiʋo ʋo, idzo ŋaŋga dzeEgipita, ʋakaita saiɀoɀo noʋuroyi bgaʋo. Nokuti mumŋe nomumŋe wakakandira pasi tȿimbo yake, dzikashanduka nyoka; asi tȿimbo yaAroni yakamedza tȿimbo dzaʋo.
Verenga chikamu Eksodo 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 7:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo