Hosea 2
2
1Itiyi kuʋanuŋuna ʋenyu: Ami; nokuhanɀadzi dzenyu: Ruhama.
2Kakaʋarai namai ʋenyu, kakaʋarai; nokuti haazi mukadzi waŋgu, neni handizi murume wake; ŋgaabvise kufeʋa kwake paciso cake, nokupata kwake pakati pamazamu ake; 3kuti ndirege kumukumurira ŋguʋo dzake dzose, ndimuite seɀaakaŋga akaita nezuʋa rokuɀarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure aʋe nyika yakawoma, ndimuʋuraye nenyota. 4Ɀirokwaɀo handiŋganzwiri ʋana ʋake nyasha, ɀaʋari ʋana ʋoʋufeʋe; 5nokuti mai ʋaʋo ʋakafeʋa; wakaʋaɓereka wakaita ɀinonyadzisa, nokuti wakati: Ndicateʋera ʋaɗikani ʋaŋgu, ʋanondipa ɀokudya ɀaŋgu nemvura yaŋgu, namakushe aŋgu necinda yaŋgu, namafuta aŋgu neɀokunwa ɀaŋgu. 6Naiɀoɀo tarira, ndicasosera nzira yako neminzwa, ndicamuʋakira ruȿiŋgo, kuti arege kuwana nzira dzake. 7Ucateʋera ʋaɗikani ʋake, asi haaŋgaʋaɓati; ucaʋatȿaka, asi haaŋgaʋawani; ipapo ucati: Ndicadzokera kumurume waŋgu wokutaŋga, nokuti neŋguʋa iyo ndaifara kupfuʋura ɀino. 8Nokuti wakaŋga asiŋgaziʋi kuti ndini ndaimupa ɀiyo, newaini itȿa, namafuta, nokumuwanzira sirveri nendarama, ɀaʋaiɓatira Baari naɀo. 9Saka ndicamutorera ɀiyo ɀaŋgu neŋguʋa yaɀo, newaini yaŋgu itȿa nenhambo yaɀo, ndicabvisa makushe aŋgu necinda yaŋgu ɀaifanira kufukidza kushama kwake. 10Ɀino ndicafukura kunyadzisa kwake pamberi paʋaɗikani ʋake, hakuna‐uŋgamurwira paruʋoko rwaŋgu. 11Ndicagumisa ʋo mufaro wake wose, nemitambo yake, neŋguʋa dzake dzokugara kwomŋedzi, namasaɓata ake, neʋuŋgano dzake dzose dzakatarwa. 12Ndicaparadza mizambiriŋga yake nemiʋonde yake, yaaiti: Ndiwo muɓairo waŋgu wandakapiwa naʋaɗikani ʋaŋgu; ndicaɀiita ɗondo, mhuka dzokusaŋgo dzicaɀidya. 13Ndicamuraŋga nokuɗa kwamazuʋa aʋaBaari, ʋaaipisira ɀinonhuwira, acishoŋga ɀindori ɀake ɀenzeʋe neɀishoŋgo ɀake, akateʋera ʋaɗikani ʋake, akandikaŋganwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova. 14Saka tarirai, ndicamunyeŋgera nokumuisa kurenje, ndicitaura ɀinofadza mŋoyo wake. 15Ndicamupa minda yake yemizambiriŋga ɀicibva ipapo, nomupata waAkori uʋe mukoʋa wetariro kwaari; ucapindura ari’po, sapamazuʋa oʋusikana bgake, ʋuye sapazuʋa raakaɓuɗa panyika yeEgipita. 16Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ucandiidza Ishi, hauŋgazondiidzi Baari. 17Nokuti ndicabvisa mazita aʋaBaari mumuromo make, haʋaŋgazozikanwi namazita aʋo. 18Nezuʋa iro ndicaʋaitira suŋgano nemhuka dzokusaŋgo, neshiri dzokuɗeŋga, neɀinokambaira ɀapasi; ndicavuna ʋuta nomunondo nehondo panyika, ndiʋaʋatise pasi ʋakaceŋgetwa. 19Ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokusiŋgaperi; ɀirokwaɀo ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokururama, nokururamisira, noʋunyoro, nenyasha. 20Ndicakunyeŋga uʋe waŋgu nokutendeka; ipapo ucaziʋa Jehova. 21Ɀino nezuʋa iro ndicapindura — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicapindura ɗeŋga rose, iro ricapindura nyika; 22nyika icapindura ɀiyo, newaini itȿa, namafuta; iɀo ɀicapindura Jezreeri. 23Ndicaɀisimira iye panyika; ndicamunzwira nyasha, iye wakaŋga asina‐kunzwirwa nyasha; ndicati kunaiʋo ʋakaŋga ʋasi ʋanhu ʋaŋgu: Imi muri ʋanhu ʋaŋgu, iʋo ʋacati: Imi muri Mŋari waŋgu.
Zvasarudzwa nguva ino
Hosea 2: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: