Cinomanikidza ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋafumi naʋarombo, ʋakasunuŋguka naʋaranda, kuti ʋapiwe ciratidzo muruʋoko rwaʋo rworudyi, kana pahuma yaʋo; kuti munhu arege kuʋa’po unogona kuteŋga nokuteŋgesa, asi iye uneciratidzo, iro zita recikara kana ciʋereŋgo cezita raco.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 13:16-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo