Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakaratidzwa 13:16-17

Zvakaratidzwa 13:16-17 SCLB

Uye chinoitawo kuti vose vakuru navaduku, vapfumi navarombo vose vakasununguka navarandawo, vaiswe mucherechedzo paruoko rworwudyi kana pahuma. Zvokuti hapana anogona kutenga kana kutengesa kunze kokunge anomucherechedzo, zvichireva zita rechikara ichocho kana kuti nhamba yezita racho.