Ɀino mumŋe waƲakuru akati kwandiri; Usacema hako, tarira, shumba yorudzi rwaJuda, Mudzi waDavidi, yakakunda kuti izarure buku neɀisimbiso ɀayo ɀinomŋe.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 5:5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo