Ƌeŋga rikabva sebuku, kana icipetwa; namakomo ose neɀiwi ɀose ɀakabviswa panɀimbo dzaɀo. Namadzimambo enyika, naʋakuru, naʋatuŋgamiriri ʋehondo, naʋafumi, naʋanesimba, naʋaranda ʋose, naʋakasunuŋguka ʋose, ʋakandoʋanda mumapako nomumabge amakomo
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 6:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo