1 Madzimambo 18:30
1 Madzimambo 18:30 SNA2002
Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Swederai kwandiri;” vanhu vose vakaswedera kwaari. Zvino wakagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.