1 Madzimambo 18:30
1 Madzimambo 18:30 BDSC
Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Uyai kuno kwandiri.” Vakauya kwaari, iye akagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.