1 Madzimambo 18:30 - Compare All Versions
1 Madzimambo 18:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Uyai kuno kwandiri.” Vakauya kwaari, iye akagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC1 Madzimambo 18:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Swederai kwandiri;” vanhu vose vakaswedera kwaari. Zvino wakagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA20021 Madzimambo 18:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Eriya akati kuvanhu vose zvavo, “Chiswederai kuno kwandiri.” Vanhu vose vakaswederawo kwaari akabva avakiridza atari yaTenzi yakanga yapunzwa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD1 Madzimambo 18:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Eria akati kuʋanhu ʋose: Sweɗerai kwandiri; ʋanhu ʋose ʋakasweɗera kwaari. Ɀino wakagadzira artari yaJehova yakaŋga yaputswa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB19491 Madzimambo 18:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya akati kuvanhu vose zvavo, “Chiswederai kuno kwandiri.” Vanhu vose vakaswederawo kwaari akabva avakiridza atari yaTenzi yakanga yapunzwa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB