Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 4:17

1 VaTesaronika 4:17 SNA2002

zvino isu vapenyu, vakasara, tichatorwa pamwechete navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mudenga; naizvozvo tichava naIshe nguva dzose.