2 Madzimambo 22:19
2 Madzimambo 22:19 SNA2002
mwoyo wako zvawakanga uri munyoro, ukazvininipisa pamberi paJehovha, nguva yawakanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo iyi, napamusoro pavageremo, kuti vachaitwa dongo nechinhu chakatukwa, wakabvarura nguo dzako, wakachema pamberi pangu;’ zvino zvanzi naJehovha, ‘Ini ndakunzwawo.’

