2 Madzimambo 4:2
2 Madzimambo 4:2 SNA2002
Erisha akati kwaari, “Ndingakubatsira seiko? Ndiudze. Uneiko mumba mako?” Iye akati, “Murandakadzi wenyu haane chinhu mumba, asi hari ina mafuta.”