Ekisodho 2:9
Ekisodho 2:9 SNA2002
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.