Jehovha, makanzwa zvinodikanwa navanyoro; Muchasimbisa mwoyo yavo, mucharerekera nzeve yenyu; Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa.
Verenga chikamu Mapisarema 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 10:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo