Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 48:10

Mapisarema 48:10 SNA2002

Sezvakaita zita renyu, Mwari, Ndizvo zvakaitawo kurumbidzwa kwenyu kusvikira kumigumo yapasi pose; Ruoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.