Zvino, saizvozvo nenguva inowo variko vakasara, vakatsanangurwa nenyasha. Zvino kana kutsanangura kuri kwenyasha, hakusati kuchiri kwamabasa; kana zvisakadaro, nyasha hadzichiri nyasha.
Verenga chikamu Varoma 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Varoma 11:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo