Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

3 Johani Zviri mutsamba yechitatu yaJohani

Zviri mutsamba yechitatu yaJohani
Tsamba yechitatu yaJohani yakanyorwa nomukuru mukuru wesangano achinyorera Gayusi, munhu akanga akatendeka paunamati hwake. Anorumbidza kwazvo kutendeka kwake achimukurudzira kugara upenyu hworudo. Asi anonyora achimuyambirawo nezvaDhiotirefesi. Dhiotirefesi aiva munhu aizvikudza akanga asina rudo navadzidzi vechikristu vaishanyira sangano rokwaigara Gayusi uye akanga asingagamuchiri ukuru hwomunyori wetsamba iyi.
Aya ndiwo mamiriro akaita Tsamba yechitatu yaJohani
Kusuma (1:1–4)
Kurumbidzwa kwaGayusi (1:5–8)
Kuzvikudza kwaDhiotirefesi (1:9–11)
Hunhu hwaDhemetiriusi (1:12)
Mazwi okuonekana (1:13–15)

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda