Michero yose yokutanga yemhando dzose zvadzo nomupiro wose wemhando dzose pazvinhu zvose zvamunopira zvichava zvavapristi. Munofanirawo kupa kumupristi upfu hwakamanzika kuitira kuti imba yako iwane chikomborero.
Verenga chikamu Ezekieri 44
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezekieri 44:30
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo