Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 22:15-16

Jeremiya 22:15-16 SCLB

Heya wava kutofungawo kuti uri mambowo nhai pamusana pokukwikwidzana navamwe nezvomusidhari izvozvi izvi? Handiti baba vako vaidya nokunwa vachiita zvinhu zvine ruenzaniso zvakarurama? Saka zvinhu zvakavafambirawo zvakanaka. Vaitonga zvichemo zvavarombo nezvavasina chavanacho zvikabva zvavafambira zvakanaka. Zvanzi naTenzi, “Hakusiri iko kundiziva here ikoko?

Verenga chikamu Jeremiya 22