Pfekai masaga muungudze imi vapristi, hwihwidzai kuchema, imi vashandi vepaatari. Pindai murare makapfeka masaga imi vashandiri vaMwari wangu nokuti zvomupiro wembesanwa nomupiro wokuteura zvamiswa mumba yaMwari wenyu.
Verenga chikamu Joeri 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joeri 1:13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo