Zvirevo 24:17-18
Zvirevo 24:17-18 BDSC
Usafara kana muvengi wako achiwa; paanogumburwa, mwoyo wako ngaurege kufara, kana kuti Jehovha achazviona akasafara nazvo uye agobvisa kutsamwa kwake kwaari.