Mutumwa wechitanhatu akadurura ndiro yake parwizi rukuru Yufuratesi, mvura yarwo ikapwa kuti nzira yamadzimambo okumabvazuva ivepo.
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16
Terera ku Zvakazarurwa 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvakazarurwa 16:12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo