1 Johani 4:15
1 Johani 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu akapupura kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari, Mwari anogara maari uye iye muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ani naani anopupura kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari, Mwari anogara maari, naiye muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose anopupura kuti Jesu Mwanakomana waMwari, Mwari anogara maari iye anogarawo muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4