1 Johani 4:18
1 Johani 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna kutya murudo; asi rudo, rwakakwana, runodzinga kutya, nokuti kutya kunorohwa; munhu, anotya, haana kukwaniswa parudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pane rudo hapana kutya uye rudo rwakaperera runodzinga kutya nokuti uyo anotya anenge achitya kurangwa. Munhu anotya kurangwa rudo rwake haruna kuperera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4