1 Johani 4:20
1 Johani 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asingadi hama yake, murevi wenhema. Nokuti ani naani asingadi hama yake yaakaona, haagoni kuda Mwari, waasina kumboona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana munhu achiti, ndinoda Mwari, achivenga hama yake, murevi wenhema; nokuti asingadi hama yake yaakaona, angada seiko Mwari, waasina kumuona?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu achiti anoda Mwari asi achivenga mumwe wake, munyepi nokuti asingadi mumwe wake waanoona, haangakwanisi kuda Mwari waasati amboona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4