1 Johani 4:3
1 Johani 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi mweya wose usingapupuri Jesu haubvi kuna Mwari. Ndiwo mweya waandikristu, wamakanzwa kuti uri kuuya uye kunyange iye zvino watova munyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mweya mumwe nomumwe usingapupuri Jesu, hauzi waMwari; iwo ndowaantikristu, wamakanzwa kuti anouya; nazvino atova panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mweya wose usingapupuri izvozvi nezvaJesu, hausi waMwari. Uyu ndiwo mweya wemhandu yaKristu wamakambonzwa kuti uri kuuya iye zvino watova pasi pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4