1 Johani 4:4
1 Johani 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi, vana vanodikanwa, munobva kuna Mwari uye makavakunda, nokuti ari mamuri mukuru kuna iye ari munyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vaduku, imi, muri vaMwari, makavakunda, nokuti uyo, ari mamuri, mukuru kuna iye, uri munyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanangu imi muri vanhu vaMwari, imi makatovakurira Nokuti iye ari mamuri mukuru kupinda satani ari pasi pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4