3 Johani 1:2
3 Johani 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mudikani, ndinonyengetera kuti uve noutano hwakanaka uye kuti zvose zvikunakire kunyange sokufara kwomweya wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mudikanwi, ndinokunyengetera kuti ufare pazvinhu zvose, uye uve mukukutu, sokufara kwomweya wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mudikanwi, ndinonamata kuti dai waro zvinhu zvose zvangokufambira zvakanaka uye kuti uve noutano hwakanaka. Ndine chokwadi chokuti pane zvomweya wako, muchete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 1