3 Johani 1:4
3 Johani 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hapana chimwe chinhu chinondifadza kupfuura kunzwa kuti vana vangu vari kufamba muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Handina mufaro unopfuura uyu, wokuti ndinzwe kuti vana vangu vanofamba muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 13 Johani 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana chingandifadze kupfuura izvi zvokunzwa kuti vana vangu vari kutevedza chokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 3 Johani 1