Mabasa 12:6
Mabasa 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usiku hwaaifanira kumiswa pamberi pedare naHerodhi husati hwasvika, Petro akanga avete pakati pavarwi vaviri, akasungwa nengetani mbiri, uye varindi vakanga vakamira vakarinda vari pamukova.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 12Mabasa 12:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Herodhi akati oda kumubudisa, usiku ihwohwo Petirosi akanga avete pakati pavarwi vaviri, akasungwa namangetani maviri; navarindi vakanga vachirinda torongo pamberi pomusuo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 12Mabasa 12:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usiku ihwohwo hwokuti mangwana acho Herodhi paaizoda kumuburitsa, Pita akanga avete pakati pamasoja maviri akasungwa nengetani mbiri uye varindi vapajeri vakanga vachichengetedza jeri vari pamberi pemusuo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 12