Ekisodho 2:10
Ekisodho 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwana akati akura, akamutora akaenda naye kumwanasikana waFaro akava mwanakomana wake. Akamutumidza zita rokuti Mozisi, achiti, “Ndakamutora mumvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akava mwanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati, “Nokuti ndamunyukura mumvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2