Ekisodho 2:23
Ekisodho 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino makore mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa. VaIsraeri vakagomera muutapwa hwavo uye vakachema, kuchemera rubatsiro rwavo nokuda kwoutapwa hwavo kukakwira kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa, vana vaIsiraeri vakagomera nokuda kwouranda hwavo, vakadanidzira, kudanidzira kwavo kukasvika kuna Mwari nokuda kwouranda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokufamba kwamazuva mambo weIjipiti akafa. VaIsiraeri vakaramba vachidandaura nenhamo youranda. Vakachema vachida kununurwa. Kuchema kwavo nhamo youranda kwakasvika kudenga kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2