Ekisodho 25:2
Ekisodho 25:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Taura navana vaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomwoyo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25Ekisodho 25:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25Ekisodho 25:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25