Ekisodho 25:8-9
Ekisodho 25:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngavandiitire nzvimbo tsvene, kuti ndigare pakati pavo; sezvandichakuratidza zvose, iwo mufananidzo wetabhenakeri, nomufananidzo wenhumbi dzayo dzose, munofanira kuita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25Ekisodho 25:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ipapo uite kuti vaite nzvimbo yangu tsvene, uye ini ndichagara pakati pavo. Muite tabhenakeri iyi nemidziyo yayo yose nomufananidzo wandichakuratidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25Ekisodho 25:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VaIsiraeri ngavandigadzirire nzvimbo inoera kuti ndigare pakati pavo. Unofanira kugadzira tendhe rinoera iroro pamwechete nemidziyo yaro nomutoo chaiwo wandinokuratidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 25