Ezekieri 3:17
Ezekieri 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka chinzwa shoko randinotaura uye uvayambire neyambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3Ezekieri 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharire yeimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobva mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3Ezekieri 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Iwe mwanakomana womunhu ndakuita nharirire yemba yaIsiraeri. Paunongonzwa chete shoko randinoreva nomuromo wangu, unofanira kuti uvape yambiro yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3