Genesisi 39:22
Genesisi 39:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutariri wetorongo akapa mumaoko aJosefa vasungwa vose vakanga vari mutorongo; iye akanga ari muiti wezvose zvaiitwamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39Genesisi 39:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka mutariri womutorongo akaita kuti Josefa ave mutariri wavose vaiva vakabatwa mutorongo, uye ndiye aiona nezvose zvaiitwa imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39Genesisi 39:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39