Jobho 1:12
Jobho 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Satani, “Saka zvakanaka, zvose zvaanazvo zviri mumaoko ako, asi iye usamubata.” Ipapo Satani akabva pamberi paJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Tarira, zvose zvaanazvo zviri paruoko rwako; asi usatambanudzira ruoko rwako kwaari.” Naizvozvo Satani akabva pamberi paJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati kuna Satani, “Zvakanaka, zvose zvaanazvo zvava mumaoko mako, asi iye pachake usambomubatabata zvako.” Saizvozvo Satani akabva abva zvake panaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1