Jobho 1:8
Jobho 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kuna Satani, “Warangarira muranda wangu Jobho here? Hakuna munhu akafanana naye panyika, haana chaanopomerwa uye akarurama, munhu anotya Mwari uye anonzvenga chakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Wacherekedza muranda wangu Jobho here? Nokuti hakuna munhu akafanana naye panyika, munhu akakwana, akarurama, anotya Mwari, achinzvenga zvakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati kuna Satani, “Wati wambofungisisa here nezvomuranda wangu Jobhu kuti hakuna akafanana naye panyika. Munhu akarurama, ari pachokwadi anotya Mwari uye anonzvenga uipi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1