Nehemia 4:6
Nehemia 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4Nehemia 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka takavakazve rusvingo kudzamara rwose rwasvika pahafu yokukwirira kwarwo, nokuti vanhu vaishanda nemwoyo yavo yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4Nehemia 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo takavaka rusvingo; rusvingo rwose rukabatanidzwa kusvikira pahafu yokukwirira kwarwo; nokuti vanhu vakanga vachida kubata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4