Obhadhia 1:3
Obhadhia 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuzvikudza kwemwoyo yenyu kwakakunyengerai, iyemi mugere mumikaha yamatombo muchiita kwakakwirira misha yenyu, imi munoti mumwoyo yenyu, ‘Ndianiko angandiburutsira pasi?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1Obhadhia 1:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kuzvikudza kwemwoyo yenyu kwakakunyengerai, iyemi, mugere mumikaha yamatombo, munougaro hwakakwirira, vanoti mumwoyo yavo, ‘Ndianiko ungatiwisira pasi?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1Obhadhia 1:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwoyo wenyu wokuzvikudza wakakurasisai imi mune musha womumapako mumikaha, mune musha uri pamusoro, imi munozviti nechomumwoyo. ‘Ndianiwo zvake angatikoromorere pasi.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1