Obhadhia 1:4
Obhadhia 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange mukabhururuka segondo mukaruka dendere renyu pakati penyeredzi, kubva ipapo ndichakukandai pasi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1Obhadhia 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kunyange mukabhururukira kumusoro segondo, uye kunyange dendere renyu rikaiswa pakati penyeredzi, ndichakuwisiraipo pasi ndizvo zvinotaura Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1Obhadhia 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvazvo muri muchadenga imomo segondo, nyange movakira zvenyu dendere renyu pakati penyenyedzi, ikoko ndichakukoromorerai pasi. Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Obhadhia 1