1
2 ƲaKorinte 9:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari unogona kukuwanzirai nyasha dzose kuti ŋguʋa dzose muʋe nokuriŋgana kwose paɀose, kuti muwanze maɓasa ose akanaka
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 ƲaKorinte 9:7
Mumŋe nomumŋe ŋgaaite seɀaakafuŋga pamŋoyo; arege kuita nokucema, kana nokuroʋererwa; nokuti Mŋari unoɗa munhu unopa nomufaro.
3
2 ƲaKorinte 9:6
Ɀino raŋgarirai cinhu ici: Unodɀara ɀishoma, ucaceka ʋo ɀishoma; unodɀara ɀizhinji, ucaceka ʋo ɀizhinji.
4
2 ƲaKorinte 9:10-11
Ɀino iye, unopa mudɀari mbeu neciŋgwa, kuti ɀiʋe ɀokudya, ucakupai ʋo mbeu dzokudɀara acidziwanza, nokuwedzera ɀiɓereko ɀokururama kwenyu; mucifumiswa paɀose mugoziʋa kupa ɀakawanda, ɀinoti, kana ɀiciitwa nesu, Mŋari unoʋigirwa naɀo kuʋoŋga.
5
2 ƲaKorinte 9:15
Mŋari ŋgaaʋoŋgwe pamsoro pecipo cake, cisiŋgagoni kurondedzerwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo