1
ƲaHeberu 9:28
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saiɀoɀo Kristu ʋo, ɀaakaitwa ciɓayiro kamŋe cete, kuti atakure ɀiʋi ɀaʋanhu ʋazhinji, ucazoʋonekwa rwecipiri, asiŋgatakuri ɀiʋi, naiʋo ʋanomutarira kuti aʋaponese.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaHeberu 9:14
ɀikuru sei ropa raKristu, iye wakaɀiita noMŋeya usiŋgaperi ciɓayiro kunaMŋari, cisina‐caciŋgapomerwa, ricanatsa hana dzeɗu pamaɓasa akafa, kuti tishumire Mŋari mupenyu.
3
ƲaHeberu 9:27
Ʋuye ʋanhu ɀaʋakatemerwa kuti ʋafe kamŋe cete, kutoŋgeswa kugoteʋera
4
ƲaHeberu 9:22
Ɀirokwaɀo, tiŋgati pamurairo ɀinhu ɀineŋge ɀose ɀinonatswa neropa; ʋuye kana kusineropa rinoteʋurwa, hakunekaŋganwiro.
5
ƲaHeberu 9:15
Nemhaka iyo, iye ndiMureʋereri wesuŋgano itȿa, kuti, rufu ɀarwakaȿika kuzodzikinura aʋo ʋakaɗarika pasuŋgano yokutaŋga, ʋakaɗanwa ʋagopiwa cipikirwa cenhaka isiŋgaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo