Pakurota, kana pane‐ɀinoʋonekwa ʋusiku,
Kana munhu aɓatwa nehope kwaɀo,
Kana aʋete panhoʋo;
Ipapo unodziʋura nzeʋe dzaʋanhu,
Nokusimbisa kurairwa kwaʋo,
Kuti adzore munhu pakuʋaʋarira ɀakaipa,
Nokuʋanzira munhu kuɀikudza;
Kuti adzore mŋeya wake pagomba,
Ʋupenyu bgake ʋurege kuparadzwa nomunondo.