1
Joere 3:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pfurai mapadza enyu iʋe minondo, namapaŋga enyu okucekerera miti aʋe mapfumo; usinesimba ŋgaati: Ndinesimba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joere 3:15-16
Zuʋa nomŋedzi ɀaȿiɓa, nyeredzi dzinobvisa kupenya kwadzo. Jehova ucaʋomba ari paZioni, ucanzwisa inzwi rake ari paJerusarema; ɗeŋga rose nenyika ɀicaɗeŋgenyeka; asi Jehova ucaʋa ʋutiziro bgaʋanhu ʋake, nenhare yaʋana ʋaIsraeri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo