Mŋanakomana waŋgu, kana ukagamucira mashoko aŋgu,
Nokuceŋgeta mirairo yaŋgu kwauri;
Kuti urerekere nzeʋe yako iterere ʋucenjeri,
Nokurwadza mŋoyo wako, kuti unzwisise;
Kana ukacemera kunzwisisa,
Ukaɗanidzira nenzwi rako kuti uwane njere;
Ɀirokwaɀo kana ukaʋutȿaka sesirveri,
Ukaʋutȿakisisa sefuma yakaʋanzwa;
Ipapo ucanzwisisa kutya Jehova,
Nokuwana ziʋo yaMŋari.