Ɀireʋo ɀaSoromoni, mŋanakomana waDavidi, mambo waIsraeri:
Kuti ʋanhu ʋaziʋe ʋucenjeri nokurairirwa;
Nokunzwisisa mashoko enjere;
Ʋarairirwe nzira yokuŋgwara,
Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka;
Ʋasinamano ʋapiwe kuŋgwara,
Jaya ripiwe ziʋo nokucenjera