1
Mapisarema 20:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋanoʋimba neŋgoro, ʋamŋe namabiza; Asi isu ticareʋa zita raJehova Mŋari weɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 20:4
Ŋgaakupe ɀinoɗikanwa nomŋoyo wako, Ŋgaaite seɀawakafuŋga.
3
Mapisarema 20:1
Jehova ŋgaakupindure nomusi wokutambudzika; Zita raMŋari waJakobo ŋgarikuise pakakwirira
4
Mapisarema 20:5
Ticafara kwaɀo nokukunda kwenyu, Ticasimudza mireza yeɗu nezita raMŋari weɗu; Jehova ŋgaaite ɀose ɀawakakumbira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo