1
Jeremiya 37:17
Shona Bible 1949, revised 2002
mambo Zedhekia akatuma nhume kuzomutora, mambo akamubvunza chinyararire mumba make, achiti, “Kune shoko rinobva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Ririko.” Akatiwo, “Imi muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 37:15
Machinda akaitira Jeremiya hasha, akamurova, ndokumuisa mutorongo mumba momunyori Jonatani; nokuti vakanga vaiita torongo.
3
Jeremiya 37:2
Asi iye, kunyange varanda vake, kana vanhu venyika, havana kuterera mashoko aJehovha, aakataura nomuporofita Jeremiya.
4
Jeremiya 37:9
“Zvanzi naJehovha, ‘Musazvinyengera henyu,’ muchiti, ‘Zvirokwazvo, vaKaradhea vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.’
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo